Numbers 7:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa retanhatu Eriasafi, mŋanakomana waDeueri, mucinda waʋana ʋaGadi, wakaʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rechitanhatu, Eriasafi mwanakomana waDheueri, mutungamiri wavanhu vokwaGadhi, akauya nechipiriso chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechitanhatu racho, kwakauya Eriasafu mwanakomana waDheueri, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaGadhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva retanhatu Eriasafi, mwanakomana waDheueri, muchinda wavana vaGadhi, akauya.
Shona 2009?
Nezuva retanhatu Eriasafi, mwanakomana waDheueri, muchinda wavana vaGadhi, akauya.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva retanhatu Eriasafi, mwanakomana waDheueri, muchinda wavana vaGadhi, akauya.