Numbers 7:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gamucira iɀoɀo kwaʋari, kuti maɓasa etente rokusoŋgana aitwe naɀo; unofanira kuɀipa ʋaRevi, mumŋe nomumŋe ɀinoriŋgana maɓasa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Gamuchira izvi kubva kwavari kuti zvigoshandiswa mubasa paTende Rokusangana. Uzvipe kuvaRevhi maererano nebasa romunhu mumwe nomumwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Gamuchira izvi kwavari zvishandiswe pabasa romutendhe rinoera. Upe zvinhu izvozvo mumwe nomumwe wavaRevhi maererano nebasa raanoita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Gamuchira izvozvo kwavari, kuti mabasa etende rokusangana aitwe nazvo; unofanira kuzvipa vaRevhi, mumwe nomumwe zvinoringana mabasa ake.”
Shona 2009?
"Gamuchira izvozvo kwavari, kuti mabasa etende rokusangana aitwe nazvo; unofanira kuzvipa vaRevhi, mumwe nomumwe zvinoringana mabasa ake."
Shona SUB 2002 Bible
“Gamuchira izvozvo kwavari, kuti mabasa etende rokusangana aitwe nazvo; unofanira kuzvipa vaRevhi, mumwe nomumwe zvinoringana mabasa ake.”