Numbers 7:60 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa repfumbamŋe Abidani, mŋanakomana waGideoni, mucinda waʋana ʋaBenjamini, wakaʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva repfumbamwe, Abhidhani mwanakomana waGidheoni mutungamiri wavanhu vokwaBhenjamini, akauya nechipiriso chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechipfumbamwe racho, kwakauya Abhidhani mwanakomana waGidheoni, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaBhenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva repfumbamwe Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, muchinda wavana vaBhenjamini, akauya.
Shona 2009?
Nezuva repfumbamwe Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, muchinda wavana vaBhenjamini, akauya.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva repfumbamwe Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, muchinda wavana vaBhenjamini, akauya.