Numbers 7:62 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nendiro imŋe yendarama yamashekeri anegumi, izere neɀinonhuwira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiro yegoridhe imwe chete yairema mashekeri gumi, izere nezvinonhuwira;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uyewo dhishi rimwechete rendarama rairema zana ramagiramu namagiramu gumi rizere rusenzi;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nendiro imwe yendarama yamashekeri ane gumi, izere nezvinonhuwira,
Shona 2009?
nendiro imwe yendarama yamashekeri ane gumi, izere nezvinonhuhwira,
Shona SUB 2002 Bible
nendiro imwe yendarama yamashekeri ane gumi, izere nezvinonhuwira,