Numbers 7:72 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa regumi nerimŋe Pagieri, mŋanakomana waOkrani, mucinda waʋana ʋaAsheri, wakaʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva regumi nerimwe, Pagieri mwanakomana waOkirani, mutungamiri wavanhu vokwaAsheri, akauya nechipiriso chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezuva regumi nerimwe Pagieri, mwanakomana waOkirani, muchinda wavana vaAsheri, akauya.
Shona 2009?
Nezuva regumi nerimwe Pagieri, mwanakomana waOkirani, muchinda wavana vaAsheri, akauya.
Shona SUB 2002 Bible
Nezuva regumi nerimwe Pagieri, mwanakomana waOkirani, muchinda wavana vaAsheri, akauya.