Numbers 7:80 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nendiro imŋe yendarama yamashekeri anegumi, izere neɀinonhuwira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
dhishi rimwe chete regoridhe rairema mashekeri gumi, rizere nezvinonhuwira;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwoti dhishi rimwechete rendarama rairema zana ramagiramu namagiramu gumi, rizere rusenzi;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nendiro imwe yendarama yamashekeri ane gumi, izere nezvinonhuwira,
Shona 2009?
nendiro imwe yendarama yamashekeri ane gumi, izere nezvinonhuhwira,
Shona SUB 2002 Bible
nendiro imwe yendarama yamashekeri ane gumi, izere nezvinonhuwira,