Numbers 7:85 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiro imŋe neimŋe huru yesirveri yakaȿika mashekeri anezana namakumi matatu, nomudziyo mumŋe nomumŋe mashekeri anamakumi manomŋe; sirveri yose yemidziyo yose yakaȿika mashekeri aneɀuru ɀiʋiri namazana manna, ɀicienzaniswa neshekeri reimba tȿene;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiro imwe neimwe yesirivha yairema mashekeri zana namakumi matatu uye mbiya imwe neimwe yokusasa yairema mashekeri makumi manomwe. Pamwe chete madhishi esirivha airema zviuru zviviri namazana mana amashekerid, maererano neshekeri renzvimbo tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mbenge imwe neimwe ichirema kirogiramu rimwechete namagiramu makumi mashanu; ndirowo imwe neimwe ichirema mazana masere amagiramu. Naizvozvo pamwechete, midziyo yose yesirivha yakaita mwero wokurema unosvika makumi maviri amakirogiramu ana makirogiramu manomwe namagiramu makumi matanhatu, maererano nomwero weshekeri romunzvimbo inoera;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndiro imwe huru yesirivha yakasvika mashekeri ane zana namakumi matatu, nomudziyo mumwe nomumwe mashekeri ana makumi manomwe; sirivha yose yemidziyo yose yakasvika mashekeri ane zviuru zviviri namazana mana, zvichienzaniswa neshekeri reimba tsvene;
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible