Numbers 7:86 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nendiro dzinegumi nembiri dzendarama, dzakaŋga dzizere neɀinonhuwira, imŋe neimŋe yakaŋga inamashekeri anegumi, ɀicienzaniswa neshekeri reimba tȿene; ndarama yose yendiro yakaȿika mashekeri anezana namakumi maʋiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madhishi egoridhe gumi namaviri akanga azere nezvinonhuwirira airema mashekeri zana namakumi mavirie.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya madhishi endarama gumi namaviri aye azere rusenzi, dhishi rimwechete rairema zana ramagiramu namagiramu gumi; pamwechete, madhishi ose endarama akaita mwero wokurema unosvika kirogiramu rimwechete rina makumi matatu amagiramu namagiramu maviri;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nendiro dzine gumi nembiri dzendarama, dzakanga dzizere nezvinonhuwira, imwe neimwe yakanga ina mashekeri ane gumi, zvichienzaniswa neshekeri reimba tsvene; ndarama yose yendiro yakasvika mashekeri ane zana namakumi maviri;
Shona 2009?
nendiro dzine gumi nembiri dzendarama, dzakanga dzizere nezvinonhuhwira, imwe neimwe yakanga ina mashekeri ane gumi, zvichienzaniswa neshekeri reimba tsvene; ndarama yose yendiro yakasvika mashekeri ane zana namakumi maviri;
Shona SUB 2002 Bible
nendiro dzine gumi nembiri dzendarama, dzakanga dzizere nezvinonhuwira, imwe neimwe yakanga ina mashekeri ane gumi, zvichienzaniswa neshekeri reimba tsvene; ndarama yose yendiro yakasvika mashekeri ane zana namakumi maviri;