Numbers 7:87 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nzombe dzose dzeɀipiriso ɀinopiswa dzakaȿika nzombe dzinegumi nembiri, namakondobge anegumi namaʋiri, namakwaiana amakondobge egore rimŋe anegumi namaʋiri, neɀipiriso ɀaɀo ɀoʋupfu; nenhoŋgo dzembudzi gumi nembiri, ciʋe cipiriso ceɀiʋi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uwandu hwezvipfuwo zvechipiriso chinopiswa pamwe chete hwaiti hando duku gumi nembiri, makondohwe gumi namaviri namakondohwe maduku egore rimwe chete gumi namaviri, pamwe chete nechipiriso chavo chezviyo. Nhongo dzembudzi gumi nembiri dzakashandiswa pachipiriso chechivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwoti zvipfuwo zvose zvechibayiro chomupiro wokupisa zvinoti: handira gumi nembiri nehondohwe gumi nembiri nehwayana gumi nembiri hono dzine gore rimwechete pamwechete noupfu hwadzo hwomupiro wembesanwa; kwotiwo makotora gumi namaviri omupiro wokupfupira zvitadzo;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nzombe dzose dzezvipiriso zvinopiswa dzakasvika nzombe dzine gumi nembiri, namakondohwe ane gumi namaviri, namakwayana amakondohwe egore rimwe ane gumi namaviri, nezvipiriso zvazvo zvoupfu; nenhongo dzembudzi gumi nembiri, chive chipiriso chezvivi;
Shona 2009?
nzombe dzose dzezvipiriso zvinopiswa dzakasvika nzombe dzine gumi nembiri, namakondobwe ane gumi namaviri, namakwayana amakondobwe egore rimwe ane gumi namaviri, nezvipiriso zvazvo zvoupfu; nenhongo dzembudzi gumi nembiri, chive chipiriso chezvivi;
Shona SUB 2002 Bible
nzombe dzose dzezvipiriso zvinopiswa dzakasvika nzombe dzine gumi nembiri, namakondohwe ane gumi namaviri, namakwayana amakondohwe egore rimwe ane gumi namaviri, nezvipiriso zvazvo zvoupfu; nenhongo dzembudzi gumi nembiri, chive chipiriso chezvivi;