Numbers 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haana‐kupa ʋanakomana ʋaKohati cinhu nokuti ndiʋo ʋakaŋga ʋaneɓasa reimba tȿene; ʋaifanira kuɀitakura pamafudzi aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mozisi haana kupa chinhu kuvanakomana vaKohati, nokuti vaifanira kutakura zvinhu zvitsvene pamapfudzi avo, iri ndiro raiva basa ravo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi hapana chaakapa vemhuri yokwaKohati nokuti ndivo vaiva nebasa rezvinhu zvinoera zvaifanira kutakurwa pamafudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi haana kupa vanakomana vaKohati chinhu nokuti ndivo vakanga vane basa reimba tsvene; vaifanira kuzvitakura pamafudzi avo.
Shona 2009?
Asi haana kupa vanakomana vaKohati chinhu nokuti ndivo vakanga vane basa reimba tsvene; vaifanira kuzvitakura pamafudzi avo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi haana kupa vanakomana vaKohati chinhu nokuti ndivo vakanga vane basa reimba tsvene; vaifanira kuzvitakura pamafudzi avo.