Numbers 8:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naAroni, uti kwaari: Kana ucimisa mŋenje, mŋenje minomŋe inofanira kuvenekera pamberi pecigadziko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Taura naAroni uti kwaari, ‘Kana uchimisa mwenje minonwe, inofanira kuvhenekera nzvimbo iri mberi kwechigadziko chomwenje.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Udza Aroni kuti paanondogadzika marambi, marambi manomwe anofanira kuvheneka akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura naAroni, uti kwaari, ‘Kana uchiumisa mwenje, mwenje minomwe inofanira kuvhenekera pamberi pechigadziko.’ ”
Shona 2009?
"Taura naAron, uti kwaari, Kana uchimisa mwenje, mwenje minomwe inofanira kuvhenekera pamberi pechigadziko.' "
Shona SUB 2002 Bible
“Taura naAroni, uti kwaari, ‘Kana uchiumisa mwenje, mwenje minomwe inofanira kuvhenekera pamberi pechigadziko.’ ”