Numbers 8:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aroni akaita saiɀoɀo; akamisa mŋenje yaco, kuti ivenekere pamberi pecigadziko, seɀakarairwa Mosesi naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aroni akaita saizvozvo; akamisa mwenje kuti atarisane nechigadziko chomwenje, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aroni akaita saizvozvo akagadzika marambi akatarisa mberi kwechigadzikiro chomwenje sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Aroni akaita saizvozvo; akamisa mwenje yacho, kuti ivhenekere pamberi pechigadziko, sezvakarairwa Mosesi naJehovha.
Shona 2009?
Aroni akaita saizvozvo; akamisa mwenje sezvakarairwa kuti ivhenekere pamberi pechigadziko sezvakarairwa Mozisi naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Aroni akaita saizvozvo; akamisa mwenje yacho, kuti ivhenekere pamberi pechigadziko, sezvakarairwa Mosesi naJehovha.