Numbers 8:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Bvisa ʋaRevi pakati paʋana ʋaIsraeri, uʋanatse.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Bvisa vaRevhi pakati pavamwe vaIsraeri ugovanatsa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tsaura vaRevhi mukati muvaIsiraeri uvachenure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Bvisa vaRevhi pakati pavana vaIsiraeri, uvanatse.
Shona 2009?
"Bvisa vaRevhi pakati pavana vaIsiraeri, uvanatse.
Shona SUB 2002 Bible
“Bvisa vaRevhi pakati pavana VaIsiraeri, uvanatse.