Numbers 9:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋanofanira kuidya nomŋedzi wecipiri, nezuʋa regumi namanna, maɗekwana; ʋanofanira kuidya neciŋgwa cisina‐kuʋiriswa nemiriʋo inoʋaʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanofanira kuipemberera nezuva regumi namana romwedzi wechipiri panguva dzorubvunzavaeni. Vanofanira kudya gwayana, pamwe chete nechingwa chisina mbiriso nomuriwo unovava.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
anofanira kuzoichengeta. Ngavaichengete mumwedzi wechipiri pazuva regumi nechina zuva rodoka, vaidye pamwechete nemiriwo inovava nechingwa chisina mbiriso,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vanofanira kuidya nomwedzi wechipiri, nezuva regumi namana, madekwana; vanofanira kuidya nechingwa chisina kuviriswa nemiriwo inovava.
Shona 2009?
Ivo vanofanira kuidya nomwedzi wechipiri, nezuva regumi namana, madekwana; vanofanira kuidya nechingwa chisina kuviriswa nemiriwo inovava.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vanofanira kuidya nomwedzi wechipiri, nezuva regumi namana, madekwana; vanofanira kuidya nechingwa chisina kuviriswa nemiriwo inovava.