Numbers 9:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomusi wokumiswa kwetabernakeri, gore rakafukidza tabernakeri, iro tente recipupuriro; maɗekwana rakaŋga riri pamsoro petabernakeri rakaita somŋoto kuȿikira maŋgwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rakamiswa tabhenakeri, iyo Tende yeChipupuriro, gore rakaifukidza. Kubva panguva dzamadekwana kusvikira mangwanani, gore rakanga riri pamusoro petabhenakeri rakanga rakaita somoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rakadzikwa tendhe rinoera gore rakauya rikafukidza tendhe rouchapupu. Usiku gore raitarisika somoto kusvikira kwaedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomusi wokumiswa kwetabhenakeri, gore rakafukidza tabhenakeri, iro tende rechipupuriro; madekwana rakanga riri pamusoro petabhenakeri rakaita somoto kusvikira mangwana.
Shona 2009?
Nomusi wokumiswa kwetabhenakeri, gore rakafukidza tabhenakeri, iro tende rechipupuriro; madekwana rakanga riri pamusoro petabhenakeri rakaita somoto kusvikira mangwana.
Shona SUB 2002 Bible
Nomusi wokumiswa kwetabhenakeri, gore rakafukidza tabhenakeri, iro tende rechipupuriro; madekwana rakanga riri pamusoro petabhenakeri rakaita somoto kusvikira mangwana.