Numbers 9:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋguʋa dzose kana gore ricisimudzwa pamsoro peTente, shure kwaiɀoɀo ʋana ʋaIsraeri ʋaifamba; paindomira gore, ipapo ʋana ʋaIsraeri ʋaidzika matente aʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gore raiti kana rasimudzwa kubva pamusoro peTende, vaIsraeri vaifamba; pose paimira gore, vaIsraeri vaidzika musasa ipapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paingosimuka gore iroro patendhe, vaIsiraeri vaibva vatama vachindodzika matendhe avo paraindomirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nguva dzose kana gore richisimudzwa pamusoro peTende, shure kwaizvozvo vana vaIsiraeri vaifamba; paindomira gore, ipapo vana vaIsiraeri vaidzika matende avo;
Shona 2009?
Zvino nguva dzose kana gore richisimudzwa pamusoro petende, shure kwaizvozvo vana valsiraeri vaifamba; paindomira gore, ipapo vana vaIsiraeri vaidzika matende avo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nguva dzose kana gore richisimudzwa pamusoro peTende, shure kwaizvozvo vana VaIsiraeri vaifamba; paindomira gore, ipapo vana VaIsiraeri vaidzika matende avo;