Numbers 9:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzimŋe ŋguʋa gore raigara pamsoro petabernakeri mazuʋa mashomanene; ɀino seɀairaira Jehova ʋairamba ʋagere pamatente aʋo, ʋuye seɀairaira Jehova ʋaifamba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimwe nguva gore raigara pamusoro petabhenakeri kwamazuva mashomanana chete; vaidzika musasa wavo sokurayira kwaJehovha uye pakurayira kwake, vaibva vafamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe nguva gore raifukidza tendhe rinoera kwamazuva mashoma; vaIsiraeri vaitama kana kuramba varipo maererano neshoko rainge rabva kuna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzimwe nguva gore raigara pamusoro petabhenakeri mazuva mashomanene; zvino sezvairaira Jehovha vairamba vagere pamatende avo, uye sezvairaira Jehovha vaifamba.
Shona 2009?
Dzimwe nguva gore raigara pamusoro petabhenakeri mazuva mashomanene; zvino sezvairaira Jehovha vairamba vagere pamatende avo, uye sezvairaira Jehovha vaifamba.
Shona SUB 2002 Bible
Dzimwe nguva gore raigara pamusoro petabhenakeri mazuva mashomanene; zvino sezvairaira Jehovha vairamba vagere pamatende avo, uye sezvairaira Jehovha vaifamba.