Numbers 9:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzimŋe ŋguʋa gore raiʋa’po kubva maɗeko kuȿikira maŋgwana; ɀino kana gore ricisimudzwa maŋgwana, ʋaifamba; kana masikati kana ʋusiku, kana gore ricisimudzwa, ʋaifamba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimwe nguva gore raingogara kubva panguva dzamadekwana kusvikira mangwanani, uye paraingosimuka mangwanani ivo vaibva vafamba. Paingosimuka gore, angava masikati kana usiku, vaibva vafamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe nguva gore raingorifukidza kubvira manheru kusvikira mangwanani. Paisimuka gore mangwanani vaibva vasimudzirao rwendo rwavo, kana rainge raramba riripo masikati nousiku; parainge razosimuka, ndopavaibva vasimudzirawo rwendo rwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzimwe nguva gore raivapo kubva madeko kusvikira mangwana; zvino kana gore richisimudzwa mangwana, vaifamba; kana masikati kana usiku, kana gore richisimudzwa, vaifamba.
Shona 2009?
Dzimwe nguva gore raivapo kubva madeko kusvikira mangwana; zvino kana gore richisimudzwa mangwana, vaifamba; kana masikati kana usiku, kana gore richisimudzwa, vaifamba.
Shona SUB 2002 Bible
Dzimwe nguva gore raivapo kubva madeko kusvikira mangwana; zvino kana gore richisimudzwa mangwana, vaifamba; kana masikati kana usiku, kana gore richisimudzwa, vaifamba.