Numbers 9:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana gore rikaramba riri pamsoro petabernakeri mazuʋa maʋiri, kana mŋedzi, kana gore, ricimira pamsoro payo, ʋana ʋaIsraeri ʋairamba ʋagere mumatente aʋo, ʋasiŋgafambi; asi kana rasimudzwa, ʋaifamba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana gore rikagara pamusoro petabhenakeri kwamazuva maviri kana mwedzi, kana gore rimwe chete, vaIsraeri vairamba vari mumusasa uye vasingafambi; asi kana rikasimuka ivo vaibva vafamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana dai kwaipera mazuva maviri, kana mwedzi, kana gore kana nguva ndefu gore rakafukidza tendhe rinoera, vaIsiraeri vairamba vari pamatendhe avo, vasingasimudzire rwendo rwavo. Asi paraisimuka vaibva vasimudzira rwendo rwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana gore rikaramba riri pamusoro payo, vana vaIsiraeri vairamba vagere mumatende avo, vasingafambi; asi kana rasimudzwa, vaifamba.
Shona 2009?
Kana gore rikaramba riri pamusoro payo, vana vaIsiraeri vairamba vagere mumatende avo, vasingafambi; asi kana rasimudzwa, vaifamba.
Shona SUB 2002 Bible
Kana gore rikaramba riri pamusoro payo, vana VaIsiraeri vairamba vagere mumatende avo, vasingafambi; asi kana rasimudzwa, vaifamba.