Obadiah 1:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munuŋuna wako simba, ucaparadzwa nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwokuti wakarwisa munun'una wako Jakobho, uchafukidzwa nenyadzi; uchaparadzwa nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira mun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi.
Shona 2009?
Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi.