Obadiah 1:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi regai kutarira zuʋa romunuŋuna wenyu, mucifarira zuʋa renjodzi yaʋo, murege kufara pamsoro paʋana ʋaJuda nezuʋa rokuparadzwa kwaʋo; ʋuye regai kutaura muciɀikudza nezuʋa rokumanikidzwa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haufaniri kutarisira munun'una wako pasi, pazuva rokushayiwa kwake, kana kufara pamusoro pavanhu veJudha, pazuva rokuparadzwa kwavo, kana kuzvikudza zvakanyanya pazuva rokutambudzika kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mungadai musina kutonakidzwa nokuonerera zvenyu zuva ravanun'una venyu pazuva renyatwa dzavo mungadai musina kupembera kwazvo kufara nezvevanhu vokwaJudha nezuva rokuparara kwavo, mungadai musina kutozvitutumadza pamusi wenhamo iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi regai kutarira zuva romun'una wenyu, muchifarira zuva renjodzi yavo, murege kufara pamusoro pavana vaJudha nezuva rokuparadzwa kwavo; uye regai kutaura muchizvikudza nezuva rokumanikidzwa kwavo.
Shona 2009?
Asi regai kutarira zuva romun'una wenyu, muchifarira zuva renjodzi yavo, murege kufara pamusoro pavana vaJudha nezuva rokuparadzwa kwavo; uye regai kutaura muchizvikudza nezuva rokumanikidzwa kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi regai kutarira zuva romunun'una wenyu, muchifarira zuva renjodzi yavo, murege kufara pamusoro pavana vaJudha nezuva rokuparadzwa kwavo; uye regai kutaura muchizvikudza nezuva rokumanikidzwa kwavo.