Obadiah 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kumira pamharadzano, kuti muparadze ʋanhu ʋaʋo ʋanopukunyuka; regai kuisa kuʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋanhu ʋaʋo ʋakasara nezuʋa rokumanikidzwa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamufaniri kumira pamharadzano dzenzira, kuti muuraye vanotiza vavo, kana kuisa vakasara vavo kuvavengi vavo, pazuva rokutambudzika kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mungadai musina kundomirira pamharadzano muchipfuudza vainge votiza. Hamaifanira kudzosera kwakare vainge vapunyuka pamusi wenhamo yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kumira pamharadzano, kuti muparadze vanhu vavo vanopukunyuka; regai kuisa kuvavengi vavo vanhu vavo vakasara nezuva rokumanikidzwa kwavo.
Shona 2009?
Regai kumira pamharadzano, kuti muparadze vanhu vavo vanopukunyuka; regai kuisa kuvavengi vavo vanhu vavo vakasara nezuva rokumanikidzwa kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kumira pamharadzano, kuti muparadze vanhu vavo vanopukunyuka; regai kuisa kuvavengi vavo vanhu vavo vakasara nezuva rokumanikidzwa kwavo.