Obadiah 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai mbava dzaiȿika kwamuri, kana makororo ʋusiku (haiwa, makaparadzwa sei!) haʋazaiɓa kuȿikira ʋariŋganiswa here? Ƌai ʋatanhi ʋamazambiriŋga ʋaiȿika kwamuri, haʋazaisiya mamŋe mazambiriŋga ari’po here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana mbavha dzikauya kwamuri, kana makororo usiku— Haiwa, muchaparadzwa zvakadiniko— havaizoba kusvikira pavanoda here? Dai vatanhi vamazambiringa vaiuya kwamuri, ko, havaizosiya mazambiringa mashoma here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana mbavha dzikakuvinga kana kuti vapambi vousiku, handiti vanongotora chete zvinokwanirana navo? Kana vokukohwa magirepisi vakakuvinga handiti vanotosiyawo mamwe okufuhwa zvawo? Asi kuparadzwa kwamuchaitwa imi, aiwaiwa!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai mbavha dzaisvika kwamuri, kana makororo usiku (aiwa, makaparadzwa sei!) havazaiba kusvikira varinganiswa here? Dai vatanhi vamazambiringa vaisvika kwamuri, havazaisiya mamwe mazambiringa aripo here?
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible