Obadiah 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu ɀa Esau ɀakanɀerwa sei! Fuma yaʋo, yakaʋanzwa, yakafukunurwa sei!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Esau achasiyiwa seiko asina chinhu, pfuma yake yakavigwa ichatorwa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu zvaEsau zvakanzverwa sei! Pfuma yavo, yakavanzwa, yakafukunurwa sei!
Shona 2009?
Zvinhu zvaEsau zvakanzverwa sei! fuma yavo, yakavanzwa, yakafukunurwa sei!
Shona SUB 2002 Bible
Zvinhu zvaEsau zvakanzverwa sei! Pfuma yavo, yakavanzwa, yakafukunurwa sei!