Obadiah 1:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mhare dzako, iwe Temani, dzicavunduka, kuti ʋose ʋapere nokuʋurawa pagomo raEsau.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhare dzako, iwe Temani, dzichavhunduka, uye vose vari mumakomo aEsau vachaparara pakuurayiwa ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mhare dzako, iwe Temani, ndichavhunduka, kuti vose vapere nokuurawa pagomo raEsau.
Shona 2009?
Mhare dzako, iwe Temani, ndichavhunduka, kuti vose vapere nokuurawa pagomo raEsau.
Shona SUB 2002 Bible
Mhare dzako, iwe Temani, ndichavhunduka, kuti vose vapere nokuurayiwa pagomo raEsau.