Philemon 1:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pauro, musuŋgwa waKristu Jesu, naTimotio, hama yeɗu, kunaFiremoni, muɗikanwa weɗu nounoɓata nesu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimoti hama yedu, Kuna Firimoni shamwari yedu inodikanwa uye nomushandi pamwe chete nesu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndini Pauro musungwa akasungirwa Kristu Jesu, tinokunyorera tiri pamwechete naTimoti hama yedu iwe Firimoni
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimoti, hama yedu, kuna Firimoni, mudikanwi wedu noanobata nesu,
Shona 2009?
Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimotio, hama yedu, kunaFiremoni, mudikamwa wedu nounobata nesu,
Shona SUB 2002 Bible
Pauro, musungwa waKristu Jesu, naTimoti, hama yedu, kuna Firimoni, mudikanwi wedu noanobata nesu,