Philemon 1:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinokumbira ɀikuru kwauri pamsoro pomŋana waŋgu, wandakaɓereka pakusuŋgwa kwaŋgu, Onesimo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndinokumbira kwauri pamusoro pomwanakomana wangu Onesimo, akava mwanakomana wangu pakusungwa kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo,
Shona 2009?
Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo,
Shona SUB 2002 Bible
Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo,