Philemon 1:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndinomudzosera kwauri, iye amene, mŋoyo waŋgu caiwo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri kumudzosera kwauri, iye mwoyo wangu chaiwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndava kumudzorera kwauri ndichimutumira somunhu wapamwoyo pangu chaiye,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndinomudzosera kwauri, iye amene, mwoyo wangu chaiwo;
Shona 2009?
wandatumirazve kwauri, naizvozvo iwe umugamuchire uyo uri vura hwangu chaibwo.
Shona SUB 2002 Bible
ndinomudzosera kwauri, iye amene, mwoyo wangu chaiwo;