Philemon 1:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndaiɗa kuti agare neni, kuti panɀimbo yako andishumire pakusuŋgwa kwaŋgu nokuɗa kweEvaŋgeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndaida kuti iye agare neni kuti agotora nzvimbo yako pakundibatsira zvandiri muusungwa nokuda kweVhangeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri;
Shona 2009?
ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweevhangeri;
Shona SUB 2002 Bible
ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri;