Philemon 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
arege kuzoʋa muranda, asi munhu unopfuʋura muranda, aʋe hama inoɗikanwa, munyama nomunaShe, ɀikuru kwandiri, asi ɀikuru kwaɀo kwauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asisiri somuranda, asi ava nani kupfuura muranda, sehama inodikanwa. Munhu anodikanwa kwandiri, asi kutonyanya kwauri, zvose somunhu uye sehama muna She.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwete senhapwa asi atokosha kupinda nhapwa, ava munun'una wapamwoyo zvikuru kwandiri, ko kutozoti kwauri, inga mwana womumusha wani uyewo akakosha muna Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
arege kuzova muranda, asi munhu anopfuura muranda, ave hama inodikanwa, panyama nomunaShe, zvikuru kwandiri, asi zvikuru kwazvo kwauri.
Shona 2009?
arege kuzova muranda, asi munhu unopfuvura muranda, ave hama inodikamwa, munyama nomunaShe, zvikuru kwandiri, asi zvikuru kwazvo kwauri.
Shona SUB 2002 Bible
arege kuzova muranda, asi munhu anopfuura muranda, ave hama inodikanwa, panyama nomuna Ishe, zvikuru kwandiri, asi zvikuru kwazvo kwauri.