Philemon 1:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokunaApfia, hanɀadzi yeɗu, nokunaArkipo, murwi pamŋe cete nesu, nokukereke iri mumba mako:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuna Afia hanzvadzi yedu, kuna Akipo murwi pamwe chete nesu uye nokukereke inosangana mumba mako:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mushandipamwe nesu wapamwoyo naApiya hanzvadzi yedu naAchipusi musoja pamwechete nesu nesangano rinonamatira pamba pako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokunaAfia, hanzvadzi yedu, nokunaAkipo, murwi pamwechete nesu, nokukereke iri mumba mako:
Shona 2009?
nokunaApfia, hanzvadzi yedu, nokunaArkipo, murwi pamwe chete nesu, nokukereke iri mumba mako;
Shona SUB 2002 Bible
nokunaAfia, hanzvadzi yedu, nokunaAkipo, murwi pamwechete nesu, nokuchechi iri mumba mako.