Philemon 1:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndigadzirire ʋo pokugara, nokuti ndinotarira kuti mucandipiwa ini nokuɗa kwokunyeŋgetera kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye chimwe chinhuzve: Ndigadzirirewo pokugara, nokuti ndinotarira kuti ndichapiwa kwamuri pakupindurwa kweminyengeretero yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwezve ndechokuti ndigadzirirewo imba yavaenzi nokuti ndinotarisira kuti, ndichibatsirwa neminamato yenyu, ndichadzorerwa kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndigadzirirewo pokugara, nokuti ndinotarira kuti muchandipiwa ini nokuda kwokunyengetera kwenyu.
Shona 2009?
Asi ndigadzirirevo pokugara, nokuti ndinotarira kuti muchandipiwa ini nokuda kokunyengetera kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndigadzirirewo pokugara, nokuti ndinotarira kuti muchandipiwa ini nokuda kwokunyengetera kwenyu.