Philemon 1:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kunyaŋge ɀakaɗaro, nokuɗa kworuɗo ndinoita ɀokukumbira ɀikuru, ɀandakaɗai haŋgu, ini Pauro, mutana, ʋuye ɀino musuŋgwa waKristu Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi ndinokukumbira nokuda kworudo. Saka ini, saPauro mutana uye zvino musungwa waKristu Jesu
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi pamusana porudo, zviri nani kuti ndiite zvokukukumbira, iyeni Pauro harahwa kudai uyewo musungwa akasungirwa Kristu Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kunyange zvakadaro, nokuda kworudo ndinoita zvokukumbira zvikuru, zvandakadai hangu, ini Pauro, mutana, uye zvino musungwa waKristu Jesu.
Shona 2009?
kunyange zvakadaro, nokuda korudo ndinoita zvokukumbira zvikuru, zvandakadai hangu, ini Pauro, mutana, uye zvino musungwa waKristu Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
kunyangwe zvakadaro, nokuda kworudo ndinoita zvokukumbira zvikuru, zvandakadai hangu, ini Pauro, mutana, uye zvino musungwa waKristu Jesu.