Philippians 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndinoɗa kuti muziʋe, hama dzaŋgu, kuti iɀo ɀakandiwira ɀakatofambisa Evaŋgeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndinoda kuti muzive, hama, kuti zvakaitika kwandiri zvakabatsira zvikuru kufambisa vhangeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama dzangu ndingade kuti muzive kuti zvakaitika kwandiri zvakatobatsira kuenderera mberi kweShoko Rakanaka
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndinoda kuti muzive, hama dzangu, kuti izvo zvakandiwira zvakatofambisa Vhangeri;
Shona 2009?
Zvino ndinoda kuti muzive, hama dzangu, kuti izvo zvakandiwira zvakatofambisa evhangeri;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndinoda kuti muzive, hama dzangu, kuti izvo zvakandiwira zvakatofambisa Vhangeri;