Philippians 1:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuɗaro kuti kusuŋgwa kwaŋgu kwakazikanwa muimba yashe yose, nokunaʋamŋe ʋose kuti kuri munaKristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwaizvozvo, zvava pachena kuvarindi vomuzinda wose nokuna vose kuti ndiri mungetani nokuda kwaKristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti zvavakutozivikanwa nevokuchengetedza mumuzinda navamwe vose kuti kuva mujeri kwangu, pamusana paKristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokudaro kuti kusungwa kwangu kwakazikanwa muimba yashe yose, nokuna vamwe vose kuti kuri muna Kristu.
Shona 2009?
nokudaro kuti kusungwa kwangu kwakazikamwa muimba yashe yose, nokuna vamwe vose kuti kuri munaKristu.
Shona SUB 2002 Bible
nokudaro kuti kusungwa kwangu kwakazikanwa muimba yashe yose, nokuna vamwe vose kuti kuri muna Kristu.