Philippians 1:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kwandiri kurarama ndiKristu, kufa kufuma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kwandiri, kurarama ndiKristu uye kufa kupfuma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kwandiri kurarama kwangu ndiKristu; kufa kupfuma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kwandiri kurarama ndiKristu, kufa kupfuma.
Shona 2009?
Nokuti kwandiri kurarama ndiKristu, kufa kufuma.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kwandiri kurarama ndiKristu, kufa kupfuma.