Philippians 1:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi nokuɗa kwenyu ɀakanaka kuti ndigare panyama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi zvinokosha zvikuru kwamuri kuti ndigare mumuviri uyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asiwo kuva mupenyu kunotodikanwa zvikuru pamusana penyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi nokuda kwenyu zvakanaka kuti ndigare panyama.
Shona 2009?
asi nokuda kwenyu zvakanaka kuti ndigare panyama.
Shona SUB 2002 Bible
asi nokuda kwenyu zvakanaka kuti ndigare panyama.