Philippians 1:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti muɀirumbidze ɀikuru munaKristu Jesu pamsoro paŋgu nokuɗa kwokudzokera kwaŋgu kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti ndichinge ndinemi zvakare, mufaro wenyu muna Kristu Jesu ugozadziswa nokuda kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti muwane chikonzero chokupa mbiri kuna Kristu Jesu pamusana pangu nokuti ndiri kuuyazve kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti muzvirumbidze zvikuru muna Kristu Jesu pamusoro pangu nokuda kwokudzokera kwangu kwamuri.
Shona 2009?
kuti muzvirumbidze zvikuru munaKristu Jesu pamusoro pangu nokuda kokudzokera kwangu kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
kuti muzvirumbidze zvikuru muna Kristu Jesu pamusoro pangu nokuda kwokudzokera kwangu kwamuri.