Philippians 1:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nokuɗa kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari ɓedzi, asi kuti mutambudzike ʋo nokuɗa kwake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti makapiwa imi nokuda kwaKristu kuti musangotenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzike nokuda kwake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero ndechokuti pamusana paKristu makapiwa, kwete kuti mungodavira chete maari, asi kuti mumutambudzikirewo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nokuda kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzikewo nokuda kwake;
Shona 2009?
Nokuti nokuda kwaKristu imwi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzike vo nokuda kwake;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nokuda kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzikewo nokuda kwake;