Philippians 1:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
imi mucirwa ʋo nokurwa uku kwamakaʋona kwandiri, kwamunonzwa kuti ndinorwa naɀino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
sezvo muri mukurwa kumwe chete uku kwamakandiona ndinako, uye kwamunoziva zvino kuti ndichinako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tiri muhondo imwecheteyo yamakandiona ndichirwa uye yamunonzwa kuti ndichiri kungorwisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
imi muchirwawo nokurwa uku kwamakaona kwandiri, kwamunonzwa kuti ndinorwa nazvino.
Shona 2009?
imwi muchirwa vo nokurwa uku kwamakavona kwandiri, kwamunonzwa kuti ndinorwa nazvino.
Shona SUB 2002 Bible
imi muchirwawo nokurwa uku kwamakaona kwandiri, kwamunonzwa kuti ndinorwa nazvino.