Philippians 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndiciziʋa cinhu ici, kuti iye wakataŋga ɓasa rakanaka mukati menyu, ucaripedzisa kuȿikira pazuʋa raKristu Jesu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndichiziva izvi, kuti iye akatanga basa rakanaka mamuri acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndine chokwadi chokuti iye akatangisa basa iri rakanaka mamuri, acharipedzisa pazuva raKristu Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichiziva chinhu ichi, kuti iye akatanga basa rakanaka mukati menyu, acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu;
Shona 2009?
ndichiziva chinhu ichi, kuti iye wakatanga basa rakanaka mukati menyu, ucharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu;
Shona SUB 2002 Bible
ndichiziva chinhu ichi, kuti iye akatanga basa rakanaka mukati menyu, acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu;