Philippians 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋari capupu caŋgu kuti ndinokushuʋai mose ɀikuru netsitsi dzaKristu Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari anogona kupupura kuti ndinokufungai sei imi mose norudo rwaKristu Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari angatondipupurirawo kuti ndinokusuwai sei mose ndiine rudo runa Kristu Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mwari chapupu changu kuti ndinokushuvai mose zvikuru netsitsi dzaKristu Jesu.
Shona 2009?
Nokuti Mwari chapupu changu kuti ndinokushuvai mose zvikuru netsitsi dzaKristu Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mwari chapupu changu kuti ndinokushuvai mose zvikuru netsitsi dzaKristu Jesu.