Philippians 2:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ndiye Mŋari unoita mukati menyu kuɗa nokuita nokuɗa kwake kwakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti ndiMwari anoshanda mukati menyu kuti mude uye muite maererano nokuda kwake kwakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Mwari anoshanda mamuri kuti mude uye kuti mumushandire zvaanoda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti ndiye Mwari anoita mukati menyu kuda nokuita nokuda kwake kwakanaka.
Shona 2009?
nokuti ndiMwari unobata mukati menyu, kuti mude uye muite kuda kwake kwakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti ndiye Mwari anoita mukati menyu kuda nokuita nokuda kwake kwakanaka.