Philippians 2:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti handino mumŋe munhu unomŋoyo wakaita sowake, ucaʋa nehanya kwaɀo neɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Handina mumwe akaita saye, ane hanya kwazvo nokugara kwenyu kwakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handina mumwe ane mwoyo wakaita sowake, ane hanya chaidzo noupenyu hwenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti handina mumwe munhu anomwoyo wakaita sowake, achava nehanya kwazvo nezvenyu.
Shona 2009?
Nokuti handino mumwe munhu unomoyo wakaita sowake, uchava nehanya kwazvo nezvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti handina mumwe munhu ano mwoyo wakaita sowake, achava nehanya kwazvo nezvenyu.