Philippians 2:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋose ʋanoɀitȿakira ɀaʋo, ɀisati ɀiri ɀaKristu Jesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti munhu wose anozvitsvakira zvake, zvisati zviri zvaJesu Kristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vari kungotsvaka zvavo bedzi, kwete zvaJesu Kristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vose vanozvitsvakira zvavo, zvisati zviri zvaKristu Jesu.
Shona 2009?
Nokuti vose vanozvitsvakira zvavo, zvisati zviri zvaKristu Jesu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vose vanozvitsvakira zvavo, zvisati zviri zvaKristu Jesu.