Philippians 2:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndiye wandinoti ndicatuma kwamuri pakarepo, kana ndaʋona kuti ɀaŋgu ɀakaɗini;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, ndine tariro yokuti ndimutume nokukurumidza kana ndaona kuti zvinhu zvinondifambira sei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndinotarisira kumutumira kana ndangoona kuti zviri kundifambira sei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndiye wandinoti ndichatuma kwamuri pakarepo, kana ndaona kuti zvangu zvakadini;
Shona 2009?
Zvino ndiye wandinoti ndichatuma kwamuri pakarepo, kana ndavona kuti zvangu zvakadini;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndiye wandinoti ndichatuma kwamuri pakarepo, kana ndaona kuti zvangu zvakadini;