Philippians 2:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ndinotenda munaShe kuti neni ʋo ndimene ndicakurumidza kuʋuya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinovimba muna She kuti ini pachangu ndichauya nokukurumidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinovimba naTenzi kuti iyeni pachangu ndichauya nokukurumidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ndinotenda muna Ishe kuti neniwo ndimene ndichakurumidza kuuya.
Shona 2009?
asi ndinotenda munaShe kuti neni vo ndimene ndichakurumidza kuvuya.
Shona SUB 2002 Bible
asi ndinotenda muna Ishe kuti neniwo ndimene ndichakurumidza kuuya.