Philippians 2:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀaakaŋga acikushuʋai ɀikuru imi mose, akatambudzika kwaɀo, nokuti imi makaŋga manzwa kuti unorwara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti anokushuvai mose uye ari kutambudzika nokuti makanzwa kuti akanga achirwara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akanga achisuwira kwazvo kukuonai mose. Zvakamurwadza kwazvo kuti imi makanzwa kuti iye airwara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvaakanga achikushuvai zvikuru imi mose, akatambudzika kwazvo, nokuti imi makanga manzwa kuti anorwara.
Shona 2009?
zvaakanga achikushuvai zvikuru imwi mose, akatambudzika kwazvo, nokuti imwi makanga manzwa kuti unorwara.
Shona SUB 2002 Bible
zvaakanga achikushuvai zvikuru imi mose, akatambudzika kwazvo, nokuti imi makanga manzwa kuti anorwara.