Philippians 2:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndakashiŋgaira kumutuma kwamuri, kuti mumuʋone, mufare ɀe, neni ndirege kuʋa nenhamo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndinoshinga kwazvo kuti ndimutume, kuti pamunomuonazve mugofara uye ini ndive nokufunganya kushoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo ndinodisisa kwazvo kumutumira kuti mufare kwazvo kumuonazve uyewo kuti ndinge ndinoti gadzanei mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ndakashingaira kumutuma kwamuri, kuti mumuone, mufarezve, neni ndirege kuva nenhamo.
Shona 2009?
Naizvozvo ndakashingaira kumutuma kwamuri, kuti mumuvone, mufarezve, neni ndirege kuva nenhamo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ndakashingaira kumutuma kwamuri, kuti mumuone, mufarezve, neni ndirege kuva nenhamo.