Philippians 2:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mumugamucirei munaShe nomufaro wose, ʋuye mukudze ʋakaɗai;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugamuchirei muna She nomufaro mukuru, uye mukudze munhu akaita saiyeye,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo mugamuchirei nomufaro muna Tenzi. Remekedzai vanhu vakadai
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mumugamuchire muna Ishe nomufaro wose, uye mukudze vakadai;
Shona 2009?
Naizvozvo mumugamuchirei munaShe nomufaro wose, uye mukudze vakadai;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mumugamuchire muna Ishe nomufaro wose, uye mukudze vakadai;
Recommended Reading